Vatongi 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mukadzi wacho akabva akurumidza, akamhanya, akaudza murume wake,+ akati kwaari: “Tarira! Murume akauya kwandiri zuva riya azviratidza kwandiri.”+
10 Mukadzi wacho akabva akurumidza, akamhanya, akaudza murume wake,+ akati kwaari: “Tarira! Murume akauya kwandiri zuva riya azviratidza kwandiri.”+