Vatongi 16:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino akati: “Samsoni, vaFiristiya vakusvikira!” Ipapo akamuka kuhope dzake akati: “Ndichabuda sepane dzimwe nguva+ ndizvizunze ndisununguke.” Asi haana kuziva kuti Jehovha akanga abva kwaari.+
20 Zvino akati: “Samsoni, vaFiristiya vakusvikira!” Ipapo akamuka kuhope dzake akati: “Ndichabuda sepane dzimwe nguva+ ndizvizunze ndisununguke.” Asi haana kuziva kuti Jehovha akanga abva kwaari.+