28 Zvino Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari, mwanakomana waAroni, akanga akamira pamberi payo mazuva iwayo,+ achiti: “Ndibudezve here ndinorwa nevanakomana vaBhenjamini hama yangu kana kuti ndirege?”+ Jehovha akati: “Enda, nokuti mangwana ndichamuisa muruoko rwako.”+