Rute 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akasimuka nevaroora vake, akadzokera achibva kunyika yeMoabhi, nokuti akanga anzwa ari munyika yeMoabhi kuti Jehovha akanga afunga vanhu vake+ nokuvapa zvokudya.+ Rute Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:6 Tevedzera, p. 36 Nharireyomurindi,7/1/2012, p. 25
6 Akasimuka nevaroora vake, akadzokera achibva kunyika yeMoabhi, nokuti akanga anzwa ari munyika yeMoabhi kuti Jehovha akanga afunga vanhu vake+ nokuvapa zvokudya.+