1 Samueri 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hana akanga achitaurira mumwoyo make;+ miromo yake ndiyo yaingodedera, uye inzwi rake rakanga risinganzwiki. Asi Eri akafunga kuti akadhakwa.+
13 Hana akanga achitaurira mumwoyo make;+ miromo yake ndiyo yaingodedera, uye inzwi rake rakanga risinganzwiki. Asi Eri akafunga kuti akadhakwa.+