1 Samueri 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Murume+ wake Erikana akabva ati kwaari: “Ita zvakakunakira.+ Sara pamba kusvikira wamurumura. Jehovha ngaangoita zvaakataura.”+ Naizvozvo mukadzi wacho akasara pamba, akaramba achiyamwisa mwanakomana wake kusvikira amurumura.+
23 Murume+ wake Erikana akabva ati kwaari: “Ita zvakakunakira.+ Sara pamba kusvikira wamurumura. Jehovha ngaangoita zvaakataura.”+ Naizvozvo mukadzi wacho akasara pamba, akaramba achiyamwisa mwanakomana wake kusvikira amurumura.+