1 Samueri 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Eri akakomborera+ Erikana nomudzimai wake, akati: “Jehovha ngaaite kuti uve nomumwe mwana nomudzimai uyu kutsiva akapiwa, uya akapiwa Jehovha.”+ Uye ivo vakaenda kumba kwavo.
20 Eri akakomborera+ Erikana nomudzimai wake, akati: “Jehovha ngaaite kuti uve nomumwe mwana nomudzimai uyu kutsiva akapiwa, uya akapiwa Jehovha.”+ Uye ivo vakaenda kumba kwavo.