1 Samueri 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nguva yose iyi mukomana Samueri akanga achikura uye aidiwa zvikuru naJehovha nevanhu.+ 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:26 Nharireyomurindi,12/15/2002, p. 25