-
1 Samueri 4:16Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
16 Murume wacho akati kuna Eri: “Ndini ndiri kubva kunzvimbo iri kurwiwa, uye ini—ndatiza ndichibva kunzvimbo iri kurwiwa nhasi.” Iye akabva ati: “Chii chaitika, mwanakomana wangu?”
-