-
1 Samueri 14:17Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
17 Zvino Sauro akati kuvanhu vaaiva navo: “Ndapota, verengai muone kuti ndiani abva kwatiri.” Pavakaverenga, vakaona Jonatani nomutakuri wezvombo zvake vasipo.
-