1 Samueri 14:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokudaro Sauro nevanhu vose vaaiva navo vakashevedzwa.+ Naizvozvo vakasvika kwairwiwa kwacho, wanei bakatwa romumwe nomumwe rakanga richirwisana nowokwake;+ nyonganyonga yacho yaiva huru kwazvo.
20 Nokudaro Sauro nevanhu vose vaaiva navo vakashevedzwa.+ Naizvozvo vakasvika kwairwiwa kwacho, wanei bakatwa romumwe nomumwe rakanga richirwisana nowokwake;+ nyonganyonga yacho yaiva huru kwazvo.