1 Samueri 14:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Kurwisana nevaFiristiya kwakaramba kwakasimba mazuva ose aSauro.+ Sauro paaiona chero murume upi zvake ane simba kana kuti chero munhu upi zvake akashinga, aimutora ogara naye.+
52 Kurwisana nevaFiristiya kwakaramba kwakasimba mazuva ose aSauro.+ Sauro paaiona chero murume upi zvake ane simba kana kuti chero munhu upi zvake akashinga, aimutora ogara naye.+