1 Samueri 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino Samueri akati kuna Sauro: “Ndini ndakatumwa naJehovha kuzokuzodza+ kuti uve mambo wevanhu vake vaIsraeri, zvino chiteerera mashoko ezvataurwa naJehovha.+
15 Zvino Samueri akati kuna Sauro: “Ndini ndakatumwa naJehovha kuzokuzodza+ kuti uve mambo wevanhu vake vaIsraeri, zvino chiteerera mashoko ezvataurwa naJehovha.+