1 Samueri 15:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Pashure paizvozvo Sauro akauraya vaAmareki+ kubvira kuHavhira+ kusvikira kuShuri,+ iri pakatarisana neIjipiti.
7 Pashure paizvozvo Sauro akauraya vaAmareki+ kubvira kuHavhira+ kusvikira kuShuri,+ iri pakatarisana neIjipiti.