-
1 Samueri 15:32Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
32 Pashure paizvozvo Samueri akati: “Unzai Agagi mambo wevaAmareki pedyo neni.” Agagi akabva aenda kwaari asingadi, uye Agagi akatanga kuti: “Chokwadi kurwadza kworufu kwapfuura.”
-