1 Samueri 16:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo akatumira shoko akaita kuti auye. Zvino akanga ari mutsvuku,+ jaya rine maziso akanaka nechitarisiko chakanaka. Jehovha akabva ati: “Simuka umuzodze, nokuti uyu ndiye!”+ 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:12 Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),nha. 5 2016, p. 9
12 Naizvozvo akatumira shoko akaita kuti auye. Zvino akanga ari mutsvuku,+ jaya rine maziso akanaka nechitarisiko chakanaka. Jehovha akabva ati: “Simuka umuzodze, nokuti uyu ndiye!”+