1 Samueri 18:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Dhavhidhi akatanga kubuda. Kwose kwose kwaaitumwa naSauro, aiita nokungwara,+ zvokuti Sauro akamuita mukuru wevarume vehondo;+ uye zvakanga zvakanakira vanhu vose pamwe chete nevashandi vaSauro.
5 Dhavhidhi akatanga kubuda. Kwose kwose kwaaitumwa naSauro, aiita nokungwara,+ zvokuti Sauro akamuita mukuru wevarume vehondo;+ uye zvakanga zvakanakira vanhu vose pamwe chete nevashandi vaSauro.