1 Samueri 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kwapera nguva yakati, kurwa kwakaitikazve, Dhavhidhi akakurumidza kubuda, akarwa nevaFiristiya, akauraya vakawanda kwazvo,+ ivo vakamutiza.+
8 Kwapera nguva yakati, kurwa kwakaitikazve, Dhavhidhi akakurumidza kubuda, akarwa nevaFiristiya, akauraya vakawanda kwazvo,+ ivo vakamutiza.+