1 Samueri 20:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Pazuva rechitatu uchanyanya kushayikwa; uuye kunzvimbo yawakavanda+ pazuva rokushanda, ugare pedyo nedombo iri riri pano.
19 Pazuva rechitatu uchanyanya kushayikwa; uuye kunzvimbo yawakavanda+ pazuva rokushanda, ugare pedyo nedombo iri riri pano.