-
1 Samueri 22:17Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
17 Naizvozvo mambo akati kuvamhanyi+ vakanga vakamira vakamupoteredza: “Tendeukai muuraye vapristi vaJehovha, nokuti vari kutsigirawo Dhavhidhi uye nokuti vaiziva kuti iye akanga achitiza asi havana kundizivisa!”+ Asi vashandi vamambo havana kuda kutambanudza ruoko rwavo kuti varwise vapristi vaJehovha.+
-