1 Samueri 22:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvisinei, mumwe mwanakomana waAhimereki mwanakomana waAhitubhu, ainzi Abhiyatari,+ akapukunyuka, akatiza kuti atevere Dhavhidhi.
20 Zvisinei, mumwe mwanakomana waAhimereki mwanakomana waAhitubhu, ainzi Abhiyatari,+ akapukunyuka, akatiza kuti atevere Dhavhidhi.