1 Samueri 23:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Dhavhidhi akabvunza+ Jehovha, achiti: “Ndiende here, uye ndiuraye vaFiristiya ava here?” Jehovha akatiwo kuna Dhavhidhi: “Enda, uraya vaFiristiya vacho, uponese Keira.”
2 Dhavhidhi akabvunza+ Jehovha, achiti: “Ndiende here, uye ndiuraye vaFiristiya ava here?” Jehovha akatiwo kuna Dhavhidhi: “Enda, uraya vaFiristiya vacho, uponese Keira.”