1 Samueri 23:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino Abhiyatari+ mwanakomana waAhimereki paakatizira kuna Dhavhidhi kuKeira, akaenda aine efodhi+ muruoko rwake.
6 Zvino Abhiyatari+ mwanakomana waAhimereki paakatizira kuna Dhavhidhi kuKeira, akaenda aine efodhi+ muruoko rwake.