1 Samueri 23:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kwapera nguva yakati, Sauro akaudzwa kuti: “Dhavhidhi asvika kuKeira.”+ Sauro akatanga kuti: “Mwari amutengesera muruoko rwangu,+ nokuti azvipfigira nokupinda muguta rine masuo nomuzariro.”
7 Kwapera nguva yakati, Sauro akaudzwa kuti: “Dhavhidhi asvika kuKeira.”+ Sauro akatanga kuti: “Mwari amutengesera muruoko rwangu,+ nokuti azvipfigira nokupinda muguta rine masuo nomuzariro.”