1 Samueri 23:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Sauro akabva arega kutevera Dhavhidhi,+ akaenda kunosangana nevaFiristiya. Ndokusaka vakatumidza nzvimbo iyoyo kuti Ibwe roKuparadzana.
28 Sauro akabva arega kutevera Dhavhidhi,+ akaenda kunosangana nevaFiristiya. Ndokusaka vakatumidza nzvimbo iyoyo kuti Ibwe roKuparadzana.