1 Samueri 25:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Varume vacho vakanga vakanaka kwazvo kwatiri, havana kutinetsa, uye hatina kana chatakashayiwa mazuva ose atakafamba-famba navo patakanga tiri musango.+ 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:15 Tevedzera, p. 78 Nharireyomurindi,7/1/2009, p. 19
15 Varume vacho vakanga vakanaka kwazvo kwatiri, havana kutinetsa, uye hatina kana chatakashayiwa mazuva ose atakafamba-famba navo patakanga tiri musango.+