1 Samueri 25:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Asi Dhavhidhi, akanga ati: “Ndakarinda zvinhu zvose zvomunhu uyu murenje kuti ndiodzwe mwoyo zvangu uye hapana kana chimwe chete pazvinhu zvake chakashayikwa,+ asi anonditsiva zvakaipa nokuda kwezvakanaka.+
21 Asi Dhavhidhi, akanga ati: “Ndakarinda zvinhu zvose zvomunhu uyu murenje kuti ndiodzwe mwoyo zvangu uye hapana kana chimwe chete pazvinhu zvake chakashayikwa,+ asi anonditsiva zvakaipa nokuda kwezvakanaka.+