1 Samueri 25:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Naizvozvo Dhavhidhi akagamuchira paruoko rwake zvaakanga amuunzira, akati kwaari: “Enda kumba kwako norugare.+ Ona, ndateerera inzwi rako kuti ndive nehanya+ newe.”
35 Naizvozvo Dhavhidhi akagamuchira paruoko rwake zvaakanga amuunzira, akati kwaari: “Enda kumba kwako norugare.+ Ona, ndateerera inzwi rako kuti ndive nehanya+ newe.”