1 Samueri 25:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Mangwanani, Nabhari paakanga apengenuka pawaini, mudzimai wake akamuudza zvinhu izvi. Mwoyo+ wake ukava wakafa mukati make, iye akaita sedombo. 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:37 Tevedzera, p. 82 Nharireyomurindi,7/1/2009, p. 21
37 Mangwanani, Nabhari paakanga apengenuka pawaini, mudzimai wake akamuudza zvinhu izvi. Mwoyo+ wake ukava wakafa mukati make, iye akaita sedombo.