1 Samueri 26:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Abhishai akati kuna Dhavhidhi: “Nhasi Mwari aisa muvengi wenyu muruoko rwenyu.+ Ndapota zvino, regai ndingomubayirira pasi nepfumo kamwe chete, uye handizomubayi kaviri.”
8 Zvino Abhishai akati kuna Dhavhidhi: “Nhasi Mwari aisa muvengi wenyu muruoko rwenyu.+ Ndapota zvino, regai ndingomubayirira pasi nepfumo kamwe chete, uye handizomubayi kaviri.”