1 Samueri 26:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino Dhavhidhi akatanga kushevedzera kuvanhu nokuna Abhineri mwanakomana waNeri, achiti: “Haupinduri here, Abhineri?” Abhineri+ akapindura kuti: “Ndiwe ani washevedzera kuna mambo?”
14 Zvino Dhavhidhi akatanga kushevedzera kuvanhu nokuna Abhineri mwanakomana waNeri, achiti: “Haupinduri here, Abhineri?” Abhineri+ akapindura kuti: “Ndiwe ani washevedzera kuna mambo?”