1 Samueri 26:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Tarirai! mweya wenyu zvawanga uchikosha nhasi kwandiri, saizvozvo mweya wangu ngaukoshe kuna Jehovha,+ kuti andinunure pakutambudzika kwose.”+
24 Tarirai! mweya wenyu zvawanga uchikosha nhasi kwandiri, saizvozvo mweya wangu ngaukoshe kuna Jehovha,+ kuti andinunure pakutambudzika kwose.”+