2 Samueri 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo Abhineri akabva atuma nhume kuna Dhavhidhi, achiti: “Nyika ndeyaani?” achitizve: “Ita sungano yako neni, uye tarira! ndichakutsigira kuti ndiunze vaIsraeri vose kwauri.”+
12 Naizvozvo Abhineri akabva atuma nhume kuna Dhavhidhi, achiti: “Nyika ndeyaani?” achitizve: “Ita sungano yako neni, uye tarira! ndichakutsigira kuti ndiunze vaIsraeri vose kwauri.”+