2 Samueri 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino vashandi vaDhavhidhi naJoabhi vakanga vachibva kunopamba, uye zvinopambwa+ zvavakauya nazvo zvakanga zvakawanda. Asi Abhineri aisava naDhavhidhi muHebroni, nokuti akanga amurega achienda zvake, uye akanga achienda norugare.
22 Zvino vashandi vaDhavhidhi naJoabhi vakanga vachibva kunopamba, uye zvinopambwa+ zvavakauya nazvo zvakanga zvakawanda. Asi Abhineri aisava naDhavhidhi muHebroni, nokuti akanga amurega achienda zvake, uye akanga achienda norugare.