2 Samueri 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino pakutanga kwegore,+ panguva yaienda madzimambo kunorwa,+ Dhavhidhi akatuma Joabhi nevashandi vake vaaiva navo nevaIsraeri vose, kuti vaparadze vanakomana vaAmoni+ uye vakombe Rabha,+ Dhavhidhi paaigara muJerusarema.
11 Zvino pakutanga kwegore,+ panguva yaienda madzimambo kunorwa,+ Dhavhidhi akatuma Joabhi nevashandi vake vaaiva navo nevaIsraeri vose, kuti vaparadze vanakomana vaAmoni+ uye vakombe Rabha,+ Dhavhidhi paaigara muJerusarema.