2 Samueri 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Dhavhidhi akabva atumira shoko, akabvunza nezvomukadzi wacho,+ mumwe munhu akati: “Haasi Bhati-shebha+ mwanasikana waEriyamu,+ mudzimai waUriya+ muHiti+ here?”
3 Dhavhidhi akabva atumira shoko, akabvunza nezvomukadzi wacho,+ mumwe munhu akati: “Haasi Bhati-shebha+ mwanasikana waEriyamu,+ mudzimai waUriya+ muHiti+ here?”