2 Samueri 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Dhavhidhi akabva ati kunhume yacho: “Unoti kuna Joabhi, ‘Nyaya iyi ngairege kukunetsa, nokuti bakatwa rinoparadza+ uyu kana uyo. Rwisa guta racho zvakanyanya uriputse.’+ Iwe umukurudzire.”
25 Dhavhidhi akabva ati kunhume yacho: “Unoti kuna Joabhi, ‘Nyaya iyi ngairege kukunetsa, nokuti bakatwa rinoparadza+ uyu kana uyo. Rwisa guta racho zvakanyanya uriputse.’+ Iwe umukurudzire.”