RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 12:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 asi murombo akanga asina chinhu kunze kwegwayana gadzi rimwe chete, duku, raakanga atenga.+ Akanga achirichengetedza riri benyu, uye rakanga richikura riri pamwe chete naye nevanakomana vake, zvose pamwe chete. Raidya chimedu chaaidyawo, rainwira mukapu yake, rairara pachipfuva chake, uye rakava somwanasikana kwaari.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe