2 Samueri 12:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Iye akati: “Mwana paaiva mupenyu ndakatsanya+ ndikaramba ndichisvimha misodzi,+ nokuti ndakati, ‘Ndiani anoziva kana Jehovha achizondinzwira nyasha, mwana akararama?’+
22 Iye akati: “Mwana paaiva mupenyu ndakatsanya+ ndikaramba ndichisvimha misodzi,+ nokuti ndakati, ‘Ndiani anoziva kana Jehovha achizondinzwira nyasha, mwana akararama?’+