2 Samueri 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvaitambudza Amnoni kwazvo zvokuti akarwara+ nokuda kwaTamari hanzvadzi yake, nokuti aiva mhandara, asi zvakanga zvakaoma mumaziso+ aAmnoni kuti amuitire chero chinhu chipi zvacho.+
2 Zvaitambudza Amnoni kwazvo zvokuti akarwara+ nokuda kwaTamari hanzvadzi yake, nokuti aiva mhandara, asi zvakanga zvakaoma mumaziso+ aAmnoni kuti amuitire chero chinhu chipi zvacho.+