2 Samueri 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo Tamari akaenda kumba kwaAmnoni+ hanzvadzi yake, iye paaiva akarara. Akabva atora mukanyiwa wefurawa, akaukanya, akaita makeke iye akatarira, akabika makeke akaita somwoyo.
8 Naizvozvo Tamari akaenda kumba kwaAmnoni+ hanzvadzi yake, iye paaiva akarara. Akabva atora mukanyiwa wefurawa, akaukanya, akaita makeke iye akatarira, akabika makeke akaita somwoyo.