-
2 Samueri 13:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 Ko ini—ndichaendesepi kuzvidzwa kwangu? Uye iwe—uchava somumwe wevarume mapenzi pakati paIsraeri. Zvino ndapota, taura namambo; nokuti haazokunyimi ini.”
-