2 Samueri 13:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Tamari akabva aisa madota+ mumusoro make, akabvarura nguo refu yaiva nemitsetse yaaiva akapfeka; akaramba akaisa maoko ake pamusoro wake,+ akafamba achienda, achichema sezvaaifamba.
19 Tamari akabva aisa madota+ mumusoro make, akabvarura nguo refu yaiva nemitsetse yaaiva akapfeka; akaramba akaisa maoko ake pamusoro wake,+ akafamba achienda, achichema sezvaaifamba.