-
2 Samueri 14:19Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
19 Mambo akati: “Uri kubatsirwa naJoabhi+ pazvinhu zvose izvi here?+” Mukadzi wacho akabva apindura akati: “Nomweya wenyu mupenyu,+ haiwa ishe wangu mambo, hapana munhu anogona kuenda kurudyi kana kuti kuruboshwe kubva pane zvose zvataurwa naishe wangu mambo; nokuti mushandi wenyu Joabhi ndiye akandirayira, uye ndiye akaisa mashoko aya ose mumuromo womushandikadzi wenyu.+
-