2 Samueri 17:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Amasa+ ndiye akaiswa naAbsaromu panzvimbo yaJoabhi+ kuti atarisire uto; Amasa aiva mwanakomana womurume ainzi Itra+ muIsraeri, akarara naAbhigairi+ mwanasikana waNahashi, munun’una waZeruya, amai vaJoabhi.
25 Amasa+ ndiye akaiswa naAbsaromu panzvimbo yaJoabhi+ kuti atarisire uto; Amasa aiva mwanakomana womurume ainzi Itra+ muIsraeri, akarara naAbhigairi+ mwanasikana waNahashi, munun’una waZeruya, amai vaJoabhi.