2 Samueri 17:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 nouchi+ noruomba+ nemakwai nomukaka wemombe wakakora, vakaunzira Dhavhidhi nevanhu vaakanga ainavo kuti vadye,+ nokuti vakati: “Vanhu vava nenzara, vaneta, uye vava nenyota murenje.”+
29 nouchi+ noruomba+ nemakwai nomukaka wemombe wakakora, vakaunzira Dhavhidhi nevanhu vaakanga ainavo kuti vadye,+ nokuti vakati: “Vanhu vava nenzara, vaneta, uye vava nenyota murenje.”+