2 Samueri 18:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi iye akati: “Zvino, kunyange zvakadaro, regai ndimhanye.” Naizvozvo akamuti: “Chimhanya hako!” Ahimaazi akatanga kumhanya nenzira inoenda nokuRuwa,+ akapedzisira apfuura muKushi wacho.
23 Asi iye akati: “Zvino, kunyange zvakadaro, regai ndimhanye.” Naizvozvo akamuti: “Chimhanya hako!” Ahimaazi akatanga kumhanya nenzira inoenda nokuRuwa,+ akapedzisira apfuura muKushi wacho.