2 Samueri 21:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo vaGibhiyoni vakati kwaari: “Hatidi sirivha kana ndarama+ kuna Sauro neimba yake, uyewo hatisi isu tinofanira kuuraya munhu pakati paIsraeri.” Iye akati: “Ndichakuitirai zvose zvamunotaura.”
4 Naizvozvo vaGibhiyoni vakati kwaari: “Hatidi sirivha kana ndarama+ kuna Sauro neimba yake, uyewo hatisi isu tinofanira kuuraya munhu pakati paIsraeri.” Iye akati: “Ndichakuitirai zvose zvamunotaura.”