1 Madzimambo 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Iye akati kwaari: “Ishe wangu,+ ndimi makapikira murandasikana wenyu naJehovha Mwari wenyu muchiti, ‘Mwanakomana wako Soromoni ndiye achanditevera pakuva mambo, uye ndiye achagara pachigaro changu choumambo.’+
17 Iye akati kwaari: “Ishe wangu,+ ndimi makapikira murandasikana wenyu naJehovha Mwari wenyu muchiti, ‘Mwanakomana wako Soromoni ndiye achanditevera pakuva mambo, uye ndiye achagara pachigaro changu choumambo.’+