23 Zvino akagadzira dziva+ resimbi yakanyungudutswa raiva makubhiti gumi kubvira kune rimwe divi romuromo waro kusvikira kune rimwe divi romuromo waro, riri reraundi; uye rakanga rakakwirira makubhiti mashanu, uye paida tambo yakareba makubhiti makumi matatu kuripoteredza.+